Mateo 8:8
Mateo 8:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mukuru wezana akapindura akati, “Ishe, handina kukodzera kuti imi mupinde mumba mangu. Asi ingotaurai henyu shoko, uye muranda wangu achapora.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 8Mateo 8:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mukuru wezana akapindura, akati, “Ishe, handina kufanirwa kuti mupinde mumba mangu; asi taurai henyu shoko rimwechete, muranda wangu achapora.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 8Mateo 8:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi mutungamiri wezana uya akamupindura achiti, “Tenzi handikodzeri kuti mupinde mumba mangu, ingotaurai zvenyu izwi chete, muranda wangu achapora.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 8