Mateo 8:27
Mateo 8:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Varume ava vakashamiswa uye vakabvunza vachiti, “Munhu akaita seiko uyu? Kunyange mhepo namafungu zvinomuteerera!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 8Mateo 8:27 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vanhu vakashamiswa, vakati, “Uyu munhu kunyi, zvaanotererwa nedutu negungwa?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 8Mateo 8:27 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vanhu vakashamiswa vakati, “Munhu uyu, munhu rudzii uyu, anototeererwa kunyange nemhepo negungwa?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 8