Mateo 8:26
Mateo 8:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akavapindura achiti, “Imi vorutendo ruduku, munotyireiko kudai?” Ipapo akasimuka akatsiura mhepo namafungu uye kukadzikama kwazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 8Mateo 8:26 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati kwavari, “Munotyireiko, imi vokutenda kushoma?” Zvino akamuka, akaraira dutu negungwa; kudzikama kukuru kukavapo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 8Mateo 8:26 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akati kwavari, “Ko munotyireiko mukadaro? Inga muri vanhu vechitendero chidiki!” Akabva asimuka akatsiura dutu riya negungwa kukabva kwanyatsoti dzikadzika kunyarara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 8