Mateo 7:7-8
Mateo 7:7-8 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
“Kumbirai muchapiwa, tsvakai muchawana, gogodzai muchazarurirwa. Nokuti wose anokumbira anopiwa. Anotsvaka anowana. Uye unogogodza achazarurirwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 7Mateo 7:7-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Kumbirai mugopiwa, tsvakai mugowana, gogodzai mugozarurirwa. Nokuti munhu wose anokumbira anopiwa, anotsvaka anowana; uye anogogodza anozarurirwa musiwo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 7Mateo 7:7-8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Kumbira, muchapiwa; tsvakai muchawana; gogodzai, muchazarurirwa. “Nokuti mumwe nomumwe anokumbira anopiwa; anotsvaka aNowana; anogogodza anozarurirwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 7