Mateo 7:28-29
Mateo 7:28-29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akati apedza kutaura zvinhu izvi vazhinji vaivapo vakashamiswa nokudzidzisa kwake, nokuti akadzidzisa somurume aiva nesimba kwete samadzidzisiro aiitwa navadzidzisi vavo vomurayiro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 7Mateo 7:28-29 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Jesu paakangopedza mashoko aya gungano riya ravanhu rakashamiswa norudzidziso rwake nokuti akavadzidzisa somunhu ane simba kwete senyanzvi dzavo dzomutemo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 7Mateo 7:28-29 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akati apedza mashoko iwaya, vanhu vazhinji vakashamiswa nokudzidzisa kwake; nokuti akanga achivadzidzisa somunhu ane chiremera, asingaiti savanyori vavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 7