Mateo 4:12 - Compare All Versions
Mateo 4:12 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati anzwa kuti Johani akanga aiswa mutorongo, akadzokera kuGarirea.
Pakurirana nevamwe
Mateo 4 BDSCMateo 4:12 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati anzwa kuti Johani asungwa, akaenda Gariria.
Pakurirana nevamwe
Mateo 4 SNA2002Mateo 4:12 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Jesu paakanzwa kuti Johani akanga asungwa, akaenda kuGarirea.
Pakurirana nevamwe
Mateo 4 SCLBDMateo 4:12 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Jesu wakati anzwa kuti Johane wasuŋgwa, akaenda Garirea.
Pakurirana nevamwe
Mateo 4 SUB1949Mateo 4:12 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu paakanzwa kuti Johani akanga asungwa, akaenda kuGarirea.
Pakurirana nevamwe
Mateo 4 SCLB