Mateo 25:15
Mateo 25:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kuno mumwe akapa matarenda mashanu emari, kuno mumwe matarenda maviri, uye kuno mumwe tarenda rimwe chete, mumwe nomumwe maererano nokugona kwake. Ipapo akaenda zvake parwendo rwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 25Mateo 25:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akapa mumwe matarenda mashanu, mumwe maviri, mumwe rimwe, mumwe nomumwe zvakakwanira simba rake; akaenda kune imwe nyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 25Mateo 25:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akapa mumwe wavo mari yematarenda mashanu, mumwe maviri, mumwe rimwechete, munhu nemunhu achipiwa maererano nezvaaikwanisa kuita. Ndokubva aenda zvake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 25