Mateo 24:3
Mateo 24:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akati agara paGomo reMiorivhi, vadzidzi vakauya kwaari vari voga vakati, “Tiudzei kuti zvinhu izvi zvichaitika rini, uye kuti chiratidzo chokuuya kwenyu nokuguma kwenyika chichava chei?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 24Mateo 24:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati agara pagomo reMiorivhi, vadzidzi vake vakauya kwaari, vari voga, vakati, “Tiudzei, kuti izvozvi zvichagova riniko? Nechiratidzo chokuuya kwenyu nechokuguma kwenyika chichava chipiko?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 24Mateo 24:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Paakanga akagara pagomo roMuorivhi, vadzidzi vakauya kwaari vari voga pachavo vachiti, “Tiudzei, zvichaitika rinhi izvi uye chii chicharatidza kuti mavakuuya, uyewo kuti nyika yava kuguma?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 24