Mateo 24:21
Mateo 24:21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti nenguva iyo kuchavapo kutambudzika kukuru, kusati kwakambovapo kwakadaro, kubva pakutanga kwenyika kusvikira zvino, uye hakuchazovipo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 24Mateo 24:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti ipapo pachava nenhamo huru isina kumbovapo kubva pakuvamba kwenyika kusvika zvino uye haizombovapozve.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 24Mateo 24:21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti nenguva iyo kuchavapo kutambudzika kukuru, kusati kwakambovapo kwakadaro, kubva pakutanga kwenyika kusvikira zvino, uye hakuchazovipo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 24Mateo 24:21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti kuchava nenhamo huru isati yamboitika kubvira pakutanga kwapasi kusvikira pari zvino uye hazvichazombofa zvakaitikazve.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 24