Mateo 18:7
Mateo 18:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Ine nhamo nyika nokuda kwezvinhu zvinoita kuti vanhu vatadze! Zvinhu izvozvo zvinofanira kuuya asi ane nhamo munhu anoita kuti zviitike.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 18Mateo 18:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Nyika ine nhamo nemhaka yezvigumbuso! Nokuti zvigumbuso zvinofanira kuuya hazvo; asi anenhamo munhu uyo anogumbusa vamwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 18Mateo 18:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nhamo ndeyayo nyika pamusana pekufurira kwainoita! Kufuririka kunototi kuitike asi nhamo ndeyake munhu uyo anoita kuti vamwe vafuririke.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 18