Mateo 16:23
Mateo 16:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akatendeukira kwaari akati, “Enda shure kwangu Satani! Uri chigumbuso kwandiri nokuti hauna zvinhu zvaMwari mupfungwa dzako asi zvavanhu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 16Mateo 16:23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi wakatendeuka, akati kuna Petirosi, “Ndibvirepo Satani! Uri chigumburiso kwandiri, nokuti haurangariri zvinhu zvaMwari, asi zvinhu zvavanhu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 16Mateo 16:23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akatendeuka akati kuna Pita, “Ndibvirepo, Satani! Uri chipinganidzo, nokuti hausiri kudivi kwaMwari, asi kudivi kwavanhu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 16