Mateo 15:8-10
Mateo 15:8-10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“ ‘Vanhu ava vanondikudza nemiromo yavo, asi mwoyo yavo iri kure neni. Vanondinamata pasina; vachidzidzisa dzidziso nemirayiro yavanhu.’ ” Jesu akadana vanhu vazhinji kwaari akati, “Teererai, munzwisise.
Mateo 15:8-10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
‘Vanhu ava vanondikudza nemiromo yavo, Asi mwoyo yavo iri kure neni. Asi vanondinamata pasina, Vachidzidzisa dzidziso nemirairo yavanhu.’ ” Zvino akadana vanhu vazhinji kwaari, akati kwavari, “Teererai, munzwisise.
Mateo 15:8-10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“ ‘Vanhu ava vanondikudza zvapamuromo chete asi mwoyo yavo iri kure neni. Kundinamata kwavo ndekwenhando vachidzidzisa, sechokwadi, mitemo yavanhu.’ ” Jesu akadaidza vanhu ndokuti kwavari, “Teererai munzwisise, “Munhu haan'oreswe nezvinopinda mukanwa make
Mateo 15:8-10 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ʋanhu aʋa ʋanondikudza nemiromo yaʋo, Asi mŋoyo yaʋo iri kure neni. Asi ʋanondinamata pasina, Ʋacidzidzisa dzidziso iri mirairo yaʋanhu. Ɀino akaɗana ʋanhu ʋazhinji kwaari, akati kwaʋari: Tererai, munzwisise
Mateo 15:8-10 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)