Mateo 15:7-9
Mateo 15:7-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Imi vanyengeri! Isaya akaprofita kwazvo pamusoro penyu achiti: “ ‘Vanhu ava vanondikudza nemiromo yavo, asi mwoyo yavo iri kure neni. Vanondinamata pasina; vachidzidzisa dzidziso nemirayiro yavanhu.’ ”
Mateo 15:7-9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Imi vanyengeri, Isaya akaporofita kwazvo pamusoro penyu, achiti, ‘Vanhu ava vanondikudza nemiromo yavo, Asi mwoyo yavo iri kure neni. Asi vanondinamata pasina, Vachidzidzisa dzidziso nemirairo yavanhu.’ ”
Mateo 15:7-9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Imi vanyengedzi, Isaya akaporofita zvechokwadi nezvenyu paakati, “ ‘Vanhu ava vanondikudza zvapamuromo chete asi mwoyo yavo iri kure neni. Kundinamata kwavo ndekwenhando vachidzidzisa, sechokwadi, mitemo yavanhu.’ ”
Mateo 15:7-9 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Imi ʋanyeŋgeri, Isaya wakaprofita kwaɀo pamsoro penyu, aciti: Ʋanhu aʋa ʋanondikudza nemiromo yaʋo, Asi mŋoyo yaʋo iri kure neni. Asi ʋanondinamata pasina, Ʋacidzidzisa dzidziso iri mirairo yaʋanhu.
Mateo 15:7-9 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)