Mateo 14:32-33
Mateo 14:32-33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye pavakapinda mugwa, mhepo yakanyarara. Ipapo vaya vaiva mugwa vakamunamata vachiti, “Chokwadi muri Mwanakomana waMwari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 14Mateo 14:32-33 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vakati vapinda muigwa, mhepo ikanyarara. Ipapo vakanga vari muigwa vakamupfugamira, vachiti, “Zvirokwazvo, ndimi Mwanakomana waMwari!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 14Mateo 14:32-33 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pavakakwira mugwa, mhepo yakabva yanyarara. Vaya vaiva mugwa vakamugwadamira vachiti, “Zvechokwadi imi muri Mwanakomana waMwari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 14