Mateo 14:26-27
Mateo 14:26-27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vadzidzi pavakamuona achifamba pamusoro pegungwa vakatya kwazvo. Vakaridza mhere nokutya vakati, “Hero dzangaradzimu!” Asi pakarepo Jesu akati kwavari, “Musatya, ndini!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 14Mateo 14:26-27 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino vadzidzi vakati vachimuona achifamba pamusoro pegungwa, vakavhunduka, vachiti, “Madzimudzangara,” vakaridza mhere nokutya. Pakarepo Jesu akataura navo, akati, “Tsungai mwoyo ndini, musatya.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 14Mateo 14:26-27 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi vadzidzi pavakamuona achifamba pamusoro pegungwa vakatya zvikuru vachiti, “Idzimudzangara.” Vakaridza mhere nokutya. Pakarepo Jesu akabva ataura kwavari achiti, “Tsungai mwoyo, ndini. Musatye.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 14