Mateo 14:19
Mateo 14:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye akarayira kuti vanhu vagare pasi pauswa. Akatora zvingwa zvishanu nehove dziya mbiri akatarira kudenga akavonga, akazviropafadza uye akazvimedura. Ipapo akazvipa kuvadzidzi, vadzidzi vakapa vanhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 14Mateo 14:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akaraira vanhu vazhinji kuti vagare pasi pauswa, akatora zvingwa zvishanu nehove mbiri, ndokutarira kudenga, akavonga, akamedura zvingwa, ndokupa vadzidzi vake, vadzidzi vakapa vanhu vazhinji.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 14Mateo 14:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akati vanhu ngavagare pasi pauswa. Akatora zvingwa zviya zvishanu nehove mbiri. Akatarisa kudenga, ndokukomborera, ndokumedura, akapa zvingwa zviya kuvadzidzi. Vadzidzi vakazvipa kuvanhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 14