Mateo 13:55-56
Mateo 13:55-56 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ko, haasi mwanakomana womuvezi here? Mai vake havasi Maria here, navanunʼuna vake havasi Jakobho, Josefa, Simoni naJudhasi? Uye hanzvadzi dzake hadzisi pakati pedu dzose here? Ko, zvino murume uyu akawanepi zvinhu zvose izvi?”
Mateo 13:55-56 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ko haasi mwanakomana womuvezi here? Ko mai vake havazonzi Maria here, vakoma navanun'una vake havanzi Jakobho, naJosefa, naSimoni, naJudhasi here. Nehanzvadzi dzake hadzisi pakati patiri dzose here? Ko iye akagowanepi zvinhu izvozvo zvose?”
Mateo 13:55-56 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Haasiri iye here mwanakomana womuvezi? Amai vake handivo here vanonzi Maria? Ko vana Jemusi naJosefi naSimoni naJudhasi havasi mukoma nomunun'una naye here? Inga hanzvadzi dzake dzose tinadzo wani. Ko munhu uyu, zvose izvi akazviwana kupi?”
Mateo 13:55-56 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ko haazi mŋanakomana womuʋezi here? Ko mai ʋake haʋaidzwi Maria here, naʋanuŋuna ʋake Jakobo, naJosefa, naSimoni, naJudasi here? Nehanɀadzi dzake hadzizi pakati patiri dzose here? Ko iye wakagowanepi ɀinhu iɀoɀo ɀose?
Mateo 13:55-56 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)