Mateo 13:4
Mateo 13:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Paakanga achikusha mbeu, dzimwe dzakawira munzira, shiri dzikauya dzikadzidya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 13Mateo 13:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino pakukusha kwake dzimwe mbeu dzakawira panzira, shiri dzikasvika dzikadzidya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 13Mateo 13:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Paakanga achikusha kudaro, dzimwe mbeu dzakandowira munzira. Shiri dzakauya dzikadzidya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 13