Mateo 13:21
Mateo 13:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi nokuti haana mudzi, anongorarama naro kwechinguva chipfupi. Kana nhamo kana kutambudzwa zvauya nokuda kweshoko, anokurumidza kugumburwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 13Mateo 13:21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi haana mudzi mukati make, ndiye wechinguva chiduku; kana kutambudzika nokuvengwa zvichiuya nokuda kweshoko, pakarepo anogumburwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 13Mateo 13:21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
asi haana mudzi maari anotirira kwechinguva. Kana nhamo namatambudziko zvamuka pamusana peshoko, anobva atsauka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 13