Mateo 12:42
Mateo 12:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mambokadzi weZasi achasimuka pakutongwa pamwe chete norudzi urwu uye acharupa mhosva, nokuti akabva kumagumo enyika kuti azoteerera kuuchenjeri hwaSoromoni, uye zvino mukuru kuna Soromoni ari pano.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 12Mateo 12:42 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mambokadzi weZasi achasimuka pakutongwa norudzi urwu, acharupa mhosva, nokuti akabva pamagumisiro enyika kuzonzwa kuchenjera kwaSoromoni; asi tarirai, mukuru kuna Soromoni ari pano.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 12Mateo 12:42 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pazuva rokutongwa Mambokadzi wokumaodzanyemba achasimuka achipa mhosva chizvarwa ichi achichibata nemhosva nokuti iye akabva kwakaperera nyika kuzonzwa ungwaru hwaSoromoni asi pano pano mukuru kupinda Soromoni.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 12