Mateo 12:25
Mateo 12:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akaziva pfungwa dzavo akati kwavari, “Umambo hwose hunozvipesanisa huchaparara, uye guta ripi neripi kana imba ipi neipi inozvipesanisa haingamiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 12Mateo 12:25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jesu achiziva kufunga kwavo, akati kwavari, “Ushe humwe nohumwe hunozvipesanisa, hunoparadzwa; neguta kana imba inozvipesanisa, haingamiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 12Mateo 12:25 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu pamusana pokuziva pfungwa dzavo akati kwavari, “Umambo hupi nohupi hunozvirwisa hunoparara. Hakunawo guta kana imba inozvirwisa ingagone kumira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 12