Mateo 10:42
Mateo 10:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye kana munhu akapa mukombe wemvura inotonhorera kuno mumwe wavaduku ava nokuda kwokuti iye mudzidzi wangu, ndinokuudzai chokwadi kuti haazorasikirwi nomubayiro wake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 10Mateo 10:42 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ani naani unopa muzita romudzidzi mumwe wavaduku ava mukombe bedzi wemvura inotonhora anwe, zvirokwazvo ndinoti kwamuri, haangatongorasikirwi nomubayiro wake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 10Mateo 10:42 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhuwo anopa kune mumwe wavaduku ava kunyange mukombe wemvura inotonhora nokuda kokuti mudzidzi, zvechokwadi chaizvo ndinoti kwamuri haamborega kuwana mubayiro wake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 10