Mateo 10:29-30
Mateo 10:29-30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ko, shiri duku mbiri hadzitengeswi nesendi here? Kunyange zvakadaro hapana imwe chete yadzo inowira pasi kunze kwokunge Baba venyu vazvibvumira. Uye kunyange nebvudzi riri mumusoro yenyu rakaverengwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 10Mateo 10:29-30 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ko shiri duku mbiri hadzitengeswi nehafu yepeni here? Asi imwe yazvo haingawiri pasi kunze kwababa venyu. Kana murimi, nevhudzi romusoro wenyu rakaverengwa rose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 10Mateo 10:29-30 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tushiri tudiki tuviri hatutengeswi nesendi here? Asi hapana kamwe katwo kanowira pasi, kusiri kuda kwaBaba venyu. Kana murimi zvenyu, kunyange vhudzi romusoro wenyu rose rakaverengwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 10