Mateo 1:24-25
Mateo 1:24-25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Josefa akamuka pahope dzake akaita sezvaakarairwa nomutumwa waIshe, akatora mukadzi wake; akasamuziva kusvikira azvara mwanakomana wake wedangwe, ndokumutumidza zita rinonzi Jesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 1Mateo 1:24-25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Josefa paakapepuka, akaita sezvaakanga arayirwa nomutumwa waIshe, uye akatora Maria somukadzi wake, asi haana kusangana naye kusvikira azvara mwana mukomana. Akamutumidza zita rokuti Jesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 1Mateo 1:24-25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Josefa akamuka pahope dzake akaita sezvaakarairwa nomutumwa waIshe, akatora mukadzi wake; akasamuziva kusvikira azvara mwanakomana wake wedangwe, ndokumutumidza zita rinonzi Jesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 1Mateo 1:24-25 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Josefi paakamuka akaita sokuudzwa kwaakanga aitwa nomutumwa waTenzi. Akatora mudzimai wake asi haana kuzivana naye kusvikira apona mwana mukomana. Akamutumidza zita rokuti Jesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 1