Mateo 1:22
Mateo 1:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Izvi zvose zvakaitika kuti zvizadzise zvakanga zvataurwa naIshe kubudikidza nomuprofita wake zvokuti
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 1Mateo 1:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Izvozvo zvose zvakaitwa kuti zviitike zvakarehwa naIshe, nomuromo womuporofita, achiti
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 1Mateo 1:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvose izvi zvakaitika kuzadzisa zvakanga zvataurwa naTenzi nomuromo womuporofita uya zvokuti
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 1