Ruka 6:31-32
Ruka 6:31-32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Itira vamwe zvaunoda kuti vakuitirewo iwe. “Kana uchida vaya vanokuda, mubayiro wako uchagova weiko? Kunyange navatadzi vanoda avo vanovada.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 6Ruka 6:31-32 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Sezvamunoda kuti vanhu vakuitirei, muvaitirewo saizvozvo. Kana muchingoda avo vanokudai, munokuvongwa kwakadiniko? Nokuti navatadziwo vanoda vanovada.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 6Ruka 6:31-32 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvamunoda kuti vamwe vakuitirei vaitireiwo saizvozvo. “Kana muchingoda vanokudai, munokodzera chitusoi? Nokuti kana vatadziwo vanoda vanovada.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 6