Ruka 6:10
Ruka 6:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akatarisa kwavari vose, ndokuti kumunhu uya, “Tambanudza ruoko rwako.” Iye akaita saizvozvo, uye ruoko rwake rukatwasanuka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 6Ruka 6:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo akaringa-ringa achivatarira vose, akati kwaari, “Tambanudza ruoko rwako.” Akadaro, ruoko rwake rukavandudzwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 6Ruka 6:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akaringa–ringa achitarisa vose ndokuti kumunhu uya, “Tambanudza ruoko rwako.” Akabva aita saizvozvo; ruoko rwake rukabva rwatasamuka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 6