Ruka 5:26
Ruka 5:26 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Vanhu vose zvakavakatyamadza kwazvo, vakarumbidza Mwari, uye vakaputirwa nokutya vachiti, “Nhasi taona zvinoshamisa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 5Ruka 5:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munhu wose akashamiswa nazvo akarumbidza Mwari. Vakazadzwa nokutya vakati, “Taona zvinhu zvinoshamisa nhasi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 5Ruka 5:26 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vakashamiswa vose, vakarumbidza Mwari, vakatya kwazvo, vachiti, “Taona madambi nhasi!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 5