Ruka 5:24
Ruka 5:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Asi kuti muzive kuti Mwanakomana womunhu anesimba panyika rokukanganwira zvivi, akati kune akafa mitezo, ‘Ndinoti kwauri, simuka, utore nhoo yako, uende kumba kwako.’ ”
Ruka 5:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi kuti muzive kuti Mwanakomana woMunhu ane simba panyika rokuregerera zvivi.” Akati kumurume akanga akaoma mutezo, “Ndinoti kwauri, simuka, tora rukukwe rwako uende kumba.”
Ruka 5:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Zvino kuti muzive kuti Mwanakomana womunhu ane simba pasi pano rokuregerera zvitadzo, akati kuno munhu akanga akatonhora mitezo, “Ndinoti kwauri, simuka, utore uvato hwako, uende kumusha.”

Ruka 5:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)