Ruka 4:3-4
Ruka 4:3-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Satani akati kwaari, “Kana iwe uri mwanakomana waMwari, rayira dombo iri kuti rive chingwa.” Jesu akapindura akati, “Kwakanyorwa kuchinzi, ‘Munhu haararami nechingwa bedzi, asi neshoko rimwe nerimwe rinobuda mumuromo maMwari.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 4Ruka 4:3-4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Dhiabhori akati kwaari, “Kana uri Mwanakomana waMwari, udza ibwe iri kuti rive chingwa.” Jesu akamupindura, akati, “Kwakanyorwa kuti munhu haangararami nechingwa bedzi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 4Ruka 4:3-4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Satani akati kwaari, “Kana uri Mwanakomana waMwari iti ibwe iri rive chingwa.” Jesu akamupindura achiti, “Zvakanyorwa zvichinzi, ‘Munhu haararami nechingwa choga.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 4