Ruka 3:10-11
Ruka 3:10-11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vanhu vazhinji vakati, “Zvino toita seiko?” Johani akapindura akati, “Munhu ane nguo mbiri ngaagovane neasina, uye ane zvokudya ngaaitewo saizvozvo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 3Ruka 3:10-11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vanhu vazhinji vakamubvunza, vachiti, “Zvino todiniko?” Akapindura, akati kwavari, “Anenguo mbiri ngaagovane noasina; noane zvokudya ngaaite saizvozvo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 3Ruka 3:10-11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ruzhinji rwavanhu rwakamubvunza rwuchiti, “Zvino toiteiko?” Akavapindura achivati, “Ane hanzu mbiri ngaagoveranewo naasina, naane zvokudya ngaaitewo zvimwechetezvo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 3