Ruka 24:5-6
Ruka 24:5-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mukutya kwavo, vakadzi vaya vakakotamisa pasi zviso zvavo, asi varume ava vakati kwavari, “Seiko muchitsvaka mupenyu pakati pavakafa? Haapo pano; amuka! Rangarirai zvaakakuudzai, paakanga achinemi muGarirea kuti
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 24Ruka 24:5-6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
zvino nokutya kwavo vakakotamira pasi nezviso zvavo, ivo vakati kwavari, “Munotsvakireiko mupenyu pakati pavakafa? “Haapo pano, amuka. Fungai zvaakakuudzai achiri Gariria
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 24Ruka 24:5-6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvavakanga vavakutya zvikuru vakamira vakatsikitsira uso pasi. Varume vaya vakati kwavari, “Munotsvakireiko vapenyu mukati mavakafa. Yeukai zvaakakuudzai achiri kuGarirea
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 24