Ruka 24:25
Ruka 24:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Iye akati kwavari, “Haiwa imi vokusanzwisisa, uye vane mwoyo inononoka kutenda zvose zvakarehwa navaprofita!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 24Ruka 24:25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino iye akati kwavari, “Imi vokusafunga, mune mwoyo inononoka kutenda zvose zvakarehwa navaporofita!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 24Ruka 24:25 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu ndokuti kwavari, “Oo, inga muri mazirema chaiwo avanhu! Munechinono chaicho kutenda zvose zvakataurwa navaporofita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 24