Ruka 24:13
Ruka 24:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Zuva rakarero vamwe vavo vaviri vaienda kunomumwe musha wainzi Emausi waiva makiromita gumi nerimwechete kubva kuJerusaremu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 24Ruka 24:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino musi mumwe chete iwoyo, varume vaviri vakanga vachienda kumusha wainzi Emausi, makiromita anenge gumi nerimwe chete kubva kuJerusarema.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 24Ruka 24:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Pazuva iroro vamwe vaviri vavo vakanga vachienda kumusha wainzi Emausi, wakanga uri kure neJerusaremu masitadhi ana makumi matanhatu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 24