Ruka 20:36
Ruka 20:36 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
nokuti havachafazve pamusana pokuti vanenge vaita savatumwa uye vanenge vava vana vaMwari uye vanenge vava vanhu vokumuka kuvafi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 20Ruka 20:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
uye havazofizve; nokuti vafanana navatumwa. Vana vaMwari, sezvo vari vana vokumuka kwavakafa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 20Ruka 20:36 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti havazofizve; nokuti vachaenzana navatumwa; vava vana vaMwari zvavari vana vokumuka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 20Ruka 20:36 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti havachafazve pamusana pokuti vanenge vaita savatumwa uye vanenge vava vana vaMwari uye vanenge vava vanhu vokumuka kuvafi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 20