Ruka 2:39
Ruka 2:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Josefa naMaria vakati vaita zvose zvaidikanwa noMurayiro waShe, vakadzokera kuGarirea kuguta ravo reNazareta.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 2Ruka 2:39 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino vakati vapedza zvose zvomurayiro waIshe, vakadzokera Gariria, kuguta ravo Nazareta.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 2Ruka 2:39 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino kuzoti vapedza kuita zvose zvaidiwa noMutemo waTenzi vakadzokera Garirea kuguta ravo reNazareti.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 2