Ruka 2:30-32
Ruka 2:30-32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti meso angu aona ruponeso rwenyu, rwamakagadzirira pamberi pavanhu vose, chiedza chinovhenekera veDzimwe Ndudzi uye nokukudzwa kwavanhu venyu Israeri.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 2Ruka 2:30-32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti meso angu aona ruponeso rwenyu, rwamakagadzirira pamberi pavanhu vose, chiedza chinovhenekera veDzimwe Ndudzi uye nokukudzwa kwavanhu venyu Israeri.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 2Ruka 2:30-32 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti meso angu aona ruponeso rwenyu, Rwamakagadzira pamberi pavanhu vose; Chiedza chokuvhenekera vahedheni, Nokurumbidzwa kwavanhu venyu vaIsiraeri.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 2Ruka 2:30-32 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti meso angu aona ruponeso rwenyu, rwamakagadzirira kuti ruonekwe nendudzi dzose dzavanhu. Mwenje wokuvhenekera vechirudzi nomukurumbira wavanhu venyu vaIsiraeri.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 2