Ruka 2:19-20
Ruka 2:19-20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi Maria akachengeta zvinhu zvose izvi akazvifungisisa mumwoyo make. Vafudzi vakadzokera vachikudza nokurumbidza Mwari pamusoro pezvinhu zvose zvavakanga vanzwa uye zvavakaona, zvakanga zvakangoita sezvavakanga vataurirwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 2Ruka 2:19-20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi Maria akachengeta mashoko iwayo ose, achifungisisa mumwoyo make. Zvino vafudzi vakadzokera kwakare, vachikudza nokurumbidza Mwari pamusoro pezvose zvavakanzwa nezvavakaona, sezvavakanga vaudzwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 2Ruka 2:19-20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi Maria akapfundira zvinhu zvose izvi mumwoyo make achinyatsozvifungisisa. Vafudzi vakadzokera vachikudza nokurumbidza Mwari pamusoro pazvose zvavakanga vanzwa nezvavakaona sokuudzwa kwavakaitwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 2