Ruka 2:13-14
Ruka 2:13-14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pakarepo hondo huru yokudenga yakaonekwa pamwe chete nomutumwa vachirumbidza Mwari vachiti: “Mwari ngaarumbidzwe kumusoro-soro, uye rugare panyika nokuvanhu vaanofarira.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 2Ruka 2:13-14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo kamwe-kamwe kukavapo pamwechete nomutumwa, vazhinji vehondo yokudenga, vachirumbidza Mwari, vachiti, “Mwari ngaarumbidzwe kumusoro, Norugare ngaruve navanhu vaanofarira.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 2Ruka 2:13-14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pakarepo boka guru rehondo yedenga rakamira pamwe nomutumwa vachirumbidza Mwari vachiti, “Mbiri kuna Mwari kumusorosoro, pasi pano rugare ruve kuvanhu vaanofarira.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 2