Ruka 18:11
Ruka 18:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
MuFarisi akasimuka akazvinyengeterera achiti, ‘Mwari, ndinokuvongai nokuti handina kufanana navamwe vanhu, makororo, vaiti vezvakaipa, mhombwe, kana kunyange muteresi uyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 18Ruka 18:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
MuFarisi akandomira, akanyengetera kudai, achizvireva, akati, ‘Ndinokutendai Mwari, kuti handina kufanana navamwe vanhu, makororo, vasakarurama, mhombwe, kana nomuteresi uyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 18Ruka 18:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
MuFarisei akamira akanamata nechomumwoyo achiti, ‘Mwari ndinokutendai nokuti handina kuita savamwe vanhu, vapambi, vasina ruenzaniso, nemhombwe kana somuteresi uyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 18