Ruka 17:21
Ruka 17:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
uye vanhu havangati, ‘Hohuno pano’ kana kuti ‘Uho uko,’ nokuti umambo hwaMwari huri mamuri.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 17Ruka 17:21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Havangati, ‘Tarirai pano!’ Kana, ‘Uko!’ Nokuti tarirai, ushe hwaMwari huri mukati menyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 17Ruka 17:21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hakuna munhu achati, ‘Hohuno huri pano kana kuti huri apo, nokuti izvozvi umambo hwaMwari huri pakati penyu.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 17