Ruka 14:23
Ruka 14:23 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Tenzi akati kumuranda, ‘Enda kumigwagwa nomumaheji ugombedzere vanhu kupinda kuti imba yangu izare.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 14Ruka 14:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Ipapo tenzi akaudza muranda wake akati, ‘Buda uende kumigwagwa nokunzira dzomumaruwa undovakoka kuti vapinde, kuitira kuti imba yangu izare.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 14Ruka 14:23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Ishe akati kumuranda, ‘Buda kunzira nokuruzhowa, uvagombedzere vapinde, imba yangu izare.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 14