Ruka 13:20-21
Ruka 13:20-21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akabvunzazve akati, “Umambo hwaMwari ndingahufananidza neiko? Hwakafanana nembiriso yakatorwa nomukadzi akaivhenganisa noupfu hwefurau hwakawanda kusvikira yafutisa ganyiwa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 13Ruka 13:20-21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akatizve, “Ushe hwaMwari ndichahufananidza neiko? Hwakafanana nembiriso yakatorwa nomukadzi akaiisa muzviyero zvitatu zvoupfu, kusvikira hwose hwaviriswa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 13Ruka 13:20-21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akatizve umambo hwaMwari ndingahauenzanise nei? Hwakaita sembiriso yakatorwa nomudzimai akakanya muzviero zvitatu zvoupfu kusvikira zvatutuma.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 13