Ruka 12:20
Ruka 12:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Asi Mwari akati kwaari, ‘Iwe benzi, usiku huno chaihwo upenyu hwako huchatorwa kubva kwauri. Zvino ndianiko achatora zvawanga wazvigadzirira?’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 12Ruka 12:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi Mwari akati kwaari, ‘Iwe benzi, nousiku uhwu vachakutorera mweya wako; izvo zvawagadzira, zvichagova zvaani?’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 12Ruka 12:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi Mwari akati kwaari, “Iwe benzi, ihwo usiku huno uchanzi tipe kuno mweya wako. Zvinhu zvawakazvigadzirira zvacho zvichava zvaani.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 12