Ruka 11:1
Ruka 11:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mumwe musi Jesu akanga achinyengetera ari pane imwe nzvimbo. Akati apedza, mumwe wavadzidzi vake akati kwaari, “Ishe, tidzidzisei kunyengetera, saJohani akadzidzisa vadzidzi vake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 11Ruka 11:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino akati achinyengetera pane imwe nzvimbo, apedza, mumwe wavadzidzi vake akati kwaari, “Ishe, tidzidzisei kunyengeterawo Johani sezvaakadzidzisa vadzidzi vakewo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 11Ruka 11:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvakaitika kuti Jesu ainamata pane imwe nzvimbo. Paakapedza kunamata, mumwe wavadzidzi vake akati kwaari, “Tenzi tidzidziseiwo kunamata sokudzidzisa kwaiita Johani vadzidzi vake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 11