Ruka 10:10-11
Ruka 10:10-11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi pamunopinda muguta uye mukasagamuchirwa, muende munzira dzaro mugoti, ‘Kunyange neguruva reguta renyu rakanamatira patsoka dzedu tinoripukuta nokuda kwenyu. Asi muzive izvi: Umambo hwaMwari hwaswedera.’
Ruka 10:10-11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi guta ripi neripi pamunopinda, kana vasingakugamuchiriyi, budirai munzira dzaro, muti, ‘Kunyange neguruva reguta renyu rakanamatira tsoka dzedu, tinorikuhumurira kwamuri; asi muzive chinhu ichi kuti ushe hwaMwari hwaswedera.’
Ruka 10:10-11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kanawo mukapinda muguta ripi zvaro, vakasakugamuchirai endai mumigwagwa yaro muti; “Kunyange guruva reguta renyu rakanamatira patsoka dzedu tinorikuhumurira imi, zvakadaro zvazvo zivai izvi zvokuti umambo hwaMwari hwaswedera.”
Ruka 10:10-11 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Asi guta ripi neripi pamunopinda, kana ʋasiŋgakugamuciriyi, ɓuɗirai munzira dzaro, muti: Kunyaŋge neguruʋa reguta renyu rakanamatira tsoka dzeɗu, tinorikuhumurira kwamuri; asi muziʋe cinhu ici kuti ʋushe bgaMŋari bgasweɗera.
Ruka 10:10-11 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)