Joshua 21:44
Joshua 21:44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha akavapa zororo kumativi ose, sezvaakanga apikira madzitateguru avo. Hapana kana muvengi wavo mumwe chete akamira pamberi pavo; Jehovha akaisa vavengi vavo vose mumaoko mavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 21Joshua 21:44 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha akavazorodza kumativi ose, pose paakanga apikira madzibaba avo; hakuna munhu kuvavengi vavo vose wakamira pamberi pavo; asi Jehovha wakaisa vavengi vavo vose pamaoko avo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 21Joshua 21:44 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi akavapa runyararo kumative ose sokutsidza kwaakaita kumadzibaba avo. Hakuna kana nomumwe wavavengi vavo akagona kumirisana navo nokuti Tenzi akaisa vavengi vavo vose mumaoko avo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 21