Joshua 2:3
Joshua 2:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo mambo weJeriko akatumira shoko kuna Rahabhi achiti, “Budisa varume vauya kwauri vakapinda mumba mako, nokuti vauya kuzosora nyika yose.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 2Joshua 2:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino mambo weJeriko akatuma shoko kuna Rakabhi, akati, “Budisa varume vakasvika kwauri, vapinda mumba mako, nokuti vauya kuzoshora nyika yose.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 2Joshua 2:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ipapo mambo weJeriko akatuma shoko kuna Rahabhu rokuti, “Buritsa varume vauya kwauri vapinda mumba mako nokuti vauya kuzosora nyika yose.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 2