Jona 3:5
Jona 3:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vanhu veNinevhe vakatenda kuna Mwari. Vakatara nguva yokutsanya, uye vose zvavo, kubva kumukuru mukuru kusvikira kumuduku duku vakapfeka masaga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jona 3Jona 3:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vanhu veNinivhe vakatenda Mwari, vakatara nguva yokuzvinyima zvokudya, vakafuka masaga, kubva kuvakuru pakati pavo kusvikira kuvaduku pakati pavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jona 3Jona 3:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vanhu veNinivhe vakatenda muna Mwari, kukadaidzirwa shoko rokuti vanhu ngavatsanye vapfeke masaga kubvira kuvakuruvakuru kusvikira kuvadikidiki.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jona 3