Jona 2:9
Jona 2:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi ini, norwiyo rwokuvonga, ndichabayira kwamuri. Zvandakapika ndichazvizadzisa. Ruponeso runobva kuna Jehovha.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jona 2Jona 2:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi ndichakubayirai nezwi rokuvonga; Ndicharipa zvandapika. Ruponeso runobva kuna Jehovha.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jona 2Jona 2:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Asi ini nezwi rokutenda ndichapira chibayiro kwamuri. Ndichaita zvandakapika. Kununura ndokwaTENZI.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jona 2